1 Petro 4:17
1 Petro 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti inguva yokuti kutonga kutange mumba maMwari; uye kana kuchitanga nesu, zvichazoveiko kuna vaya vasingateereri vhangeri raMwari?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nguva yasvika yokuti kutonga kutange muimba yaMwari; zvino kana kukatanga kwatiri, kuguma kwavasingateereri Vhangeri yaMwari kuchagoveiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti kutongwa kwatotanga kuchitangisa nemhuri yaMwari. Zvino kana kuchitanga nesu kudai, ko kune avo vasingatendi Shoko Rakanaka raMwari zvichaperera kupi?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 4