1 Petro 4:14
1 Petro 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muchitukwa nokuda kwezita raKristu, makaropafadzwa, nokuti mweya wokubwinya nowaMwari unogara pamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muchizvidzwa nokuda kwezita raKristu, makaropafadzwa, nokuti Mweya wokubwinya waMwari ugere pamusoro penyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 41 Petro 4:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana mukanyombwa pamusana pezita raKristu makakomborerwa nokuti Mweya wembiri, Mweya waMwari ari pamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 4