1 Petro 3:17 - Compare All Versions
1 Petro 3:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
1 Petro 3 BDSC1 Petro 3:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike kana muchiita zvakanaka, pakuti kana muchiita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
1 Petro 3 SNA20021 Petro 3:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
nokuti zviri nani kutambudzikira kuita zvakanaka kana zviri izvo zvinoda Mwari pano kuita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
1 Petro 3 SCLBD1 Petro 3:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ɀirinani, kana kuri kuɗa kwaMŋari, kuti mutambudzike kana muciita ɀakanaka, pakuti kana muciita ɀakaipa.
Pakurirana nevamwe
1 Petro 3 SUB19491 Petro 3:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zviri nani kutambudzikira kuita zvakanaka kana zviri izvo zvinoda Mwari pano kuita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
1 Petro 3 SCLB