1 Petro 3:15
1 Petro 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi mumwoyo menyu tsaurai Kristu saIshe. Mugare makazvigadzirira nguva dzose kupindura vose vanokubvunzai pamusoro petariro yamunayo. Asi muite izvozvo nounyoro uye nokukudza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 31 Petro 3:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi itai Kristu mutsvene mumwoyo menyu ave Ishe; mugare makazvigadzira kupindura mumwe nomumwe anokubvunzai pamusoro petariro iri mukati menyu, asi muchiita nounyoro nokutya
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 31 Petro 3:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi imi mumwoyo menyu remekedzai Kristu saTenzi. Garai makagadzirira kupindura munhu anokubvunzai nezvechitarisiro chiri mamuri, asi zviitei nemwoyo munyoro norukudzo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 3