1 Petro 3:14
1 Petro 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kunyange dai mungatambudzika nokuda kwezvakanaka, makaropafadzwa imi. “Murege kutya zvavanotya ivo; musavhundutswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 31 Petro 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana muchitambudzika nokuda kwokururama, makaropafadzwa; musatya kutyisa kwavo, uye musakanganiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 31 Petro 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kunyange zvazvo mukatambudzikira ururami muchakomborerwa. Musavatye uye musazvidye mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 3