1 Petro 2:22 - Compare All Versions
1 Petro 2:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Haana kutadza, uye kunyengera hakuna kuwanikwa mumuromo make.”
Pakurirana nevamwe
1 Petro 2 BDSC1 Petro 2:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye asina kuita zvivi, nokunyengera hakuna kuonekwa mumuromo make
Pakurirana nevamwe
1 Petro 2 SNA20021 Petro 2:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Haana kumbopara chitadzo. Hapana unyengedzi hwakambowanikwa pamuromo pake.
Pakurirana nevamwe
1 Petro 2 SCLBD1 Petro 2:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
iye usina‐kuita ɀiʋi, nokunyeŋgera hakunakuʋonekwa mumuromo make
Pakurirana nevamwe
1 Petro 2 SUB19491 Petro 2:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haana kumbopara chitadzo. Hapana unyengedzi hwakambowanikwa pamuromo pake.
Pakurirana nevamwe
1 Petro 2 SCLB