1 Madzimambo 8:56
1 Madzimambo 8:56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa zororo kuvanhu vake Israeri sezvaakavimbisa chaizvoizvo. Hapana kana shoko rimwe chete risina kuitika pazvivimbiso zvose zvakanaka zvaakapa nokumuranda wake Mozisi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 81 Madzimambo 8:56 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Jehovha ngaakudzwe, wakapa vanhu vake kuzorora, sezvaakatipa zvose; hapana shoko rimwe pazvose zvakanaka zvaakatipikira rakakona, izvo zvaakatipikira nomuromo waMosesi muranda wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 81 Madzimambo 8:56 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Tenzi ngaarumbidzwe akazorodza vanhu vake vaIsiraeri akaita zvose zvaakatsidza pasina kana chimwe zvacho chisina kuitika pazvinhu zvose zvakanaka zvaakatsidza nomuromo womuranda wake Mosesi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 8