1 Madzimambo 8:11 - Compare All Versions
1 Madzimambo 8:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vaprista vakatadza kuita shumiro yavo nokuda kwegore, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi yaJehovha.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 BDSC1 Madzimambo 8:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo vapristi vakanga vasingagoni kumira pabasa nokuda kwegore; nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaJehovha.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SNA20021 Madzimambo 8:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
naiɀoɀo ʋaprista ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kumira paɓasa nokuɗa kwegore; nokuti kubginya kwaJehova kwakazadza imba yaJehova.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SUB19491 Madzimambo 8:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti vapristi vakatadza kuita basa ravo pamusana pegore iri nokuti kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza imba yaTenzi iyi.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SCLB1 Madzimambo 8:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
zvokuti vapristi vakatadza kuita basa ravo pamusana pegore iri nokuti kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza imba yaTenzi iyi.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 8 SCLBD