Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 3:8 - Compare All Versions

1 Madzimambo 3:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Muranda wenyu ari pakati pavanhu venyu vamakasarudza, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kuverengwa nokuwanda kwavo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 BDSC

1 Madzimambo 3:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Muranda wenyu uri pakati pavanhu venyu vamakatsaura, vanhu vazhinji kwazvo, vasingagoni kurahwa kana kuverengwa nokuwanda kwavo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SNA2002

1 Madzimambo 3:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ini muranda wenyu ndiri pakati pavanhu venyu vamakasarudza rudzi rukuru kwazvo runa vanhu vasingaverengeki kana kuverengetwa.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLBD

1 Madzimambo 3:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Muranda wenyu uri pakati paʋanhu ʋenyu ʋamakatsaura, ʋanhu ʋazhinji kwaɀo, ʋasiŋgagoni kurabga kana kuʋereŋgwa nokuwanda kwaʋo.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SUB1949

1 Madzimambo 3:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ini muranda wenyu ndiri pakati pavanhu venyu vamakasarudza rudzi rukuru kwazvo runa vanhu vasingaverengeki kana kuverengetwa.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLB