1 Madzimambo 3:7
1 Madzimambo 3:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino, Jehova Mŋari waŋgu, makaita muranda wenyu mambo panɀimbo yaɓaɓa ʋaŋgu Davidi, asi ndiri mŋanana haŋgu, handiziʋi mutoʋo wokuɓuɗa nawo kana kupinda nawo.
1 Madzimambo 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvino, Jehovha Mwari wangu, makaita muranda wenyu mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi. Asi ini ndinongova hangu mwana mudiki uye handizivi mashandiro andingaita mabasa angu.

1 Madzimambo 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha Mwari wangu, makaita muranda wenyu mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi, asi ndiri mwana hangu, handizivi mutowo wokubuda nawo kana kupinda nawo.
1 Madzimambo 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino Tenzi Mwari wangu, imi ndimi makaita kuti ini muranda wenyu ndive mambo panzvimbo pababa wangu Dhavhidhi, asi ini ndiri mwana muduku handigoni kutungamira.