Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 3:5 - Compare All Versions

1 Madzimambo 3:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

PaGibheoni Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku muchiroto, Mwari akati, “Kumbira chipi nechipi chaunoda kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 BDSC

1 Madzimambo 3:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jehovha akazviratidza kuna Soromoni paGibheoni nokurota usiku. Mwari akati, “Kumbira chaunoda kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SNA2002

1 Madzimambo 3:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kwakareko kuGibheoni Tenzi akazviratidza kuna Soromoni mukurota usiku. Mwari akati, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLBD

1 Madzimambo 3:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jehova akaɀiratidza kunaSoromoni paGibeoni nokurota ʋusiku. Mŋari akati: Kumbira caunoɗa kuti ndikupe.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SUB1949

1 Madzimambo 3:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kwakareko kuGibheoni Tenzi akazviratidza kuna Soromoni mukurota usiku. Mwari akati, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLB