1 Madzimambo 3:14 - Compare All Versions
1 Madzimambo 3:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukafamba munzira dzangu nokuteerera mitemo yangu nemirayiro yangu sezvakaita Dhavhidhi baba vako, ndichakupa upenyu hurefu.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 BDSC1 Madzimambo 3:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukada kufamba nenzira dzangu, nokuchengeta mitemo yangu nemirairo yangu, sezvakafamba baba vako Dhavhidhi, ipapo ndichawanza mazuva ako.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SNA20021 Madzimambo 3:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kana ukafamba mumakwara angu ukachengeta mirao nemitemo yangu sezvaiita baba wako Dhavhidhi ndichakupa upenyu urefu.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLBD1 Madzimambo 3:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana ukaɗa kufamba nenzira dzaŋgu, nokuceŋgeta mitemo yaŋgu nemirairo yaŋgu, seɀakafamba ɓaɓa ʋako Davidi, ipapo ndicawanza mazuʋa ako.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SUB19491 Madzimambo 3:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ukafamba mumakwara angu ukachengeta mirao nemitemo yangu sezvaiita baba wako Dhavhidhi ndichakupa upenyu urefu.”
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLB