Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 3:10 - Compare All Versions

1 Madzimambo 3:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha akafara nokuti Soromoni akanga akumbira chinhu ichi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 BDSC

1 Madzimambo 3:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira chinhu ichi.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SNA2002

1 Madzimambo 3:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi akafadzwa nezvakanga zvakumbirwa naSoromoni.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLBD

1 Madzimambo 3:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kutaura uku kwakafadza Ishe, kuti Soromoni wakakumbira cinhu ici.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SUB1949

1 Madzimambo 3:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi akafadzwa nezvakanga zvakumbirwa naSoromoni.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 3 SCLB