1 Madzimambo 17:7
1 Madzimambo 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure menguva yakati, rukova rwakapwa nokuti mvura yakanga isinganayi panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nguva yakati yapfuura rukova rukapwa, nokuti mvura yakanga isinganayi panyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kwakati perei chinguva kakova aka kakabva kapwa nokuti munyika umu makanga musisanayi mvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 17