1 Madzimambo 17:6
1 Madzimambo 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama manheru, uye akanwa mvura murukova.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama madekwana; akanwa mvura yorukova.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makunguwo aimuigira chingwa nenyama kumangwanani, kumauro achimuigirawo chingwa, achinwa mvura mukakova kacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 17