1 Madzimambo 17:14
1 Madzimambo 17:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Furawu iri muhari imomo haizoperi uye mafuta ari muhari haazoperi kusvikira zuva iro richanayiswa mvura panyika naJehovha.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Upfu huri mudende haungaperi, namafuta ari muchinu haangashaikwi, kusvikira pazuva Jehovha raachanaisa naro mvura panyika.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti zvanzi naTenzi, Mwari weIsiraeri, ‘Upfu hwomumudziyo iwoyo hauchambopera uye mafuta omuguchu racho haachambokwengurwa kusvikira musi uchanayiswa mvura naTenzi panyika.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 17