1 Madzimambo 17:13
1 Madzimambo 17:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Eria akati kwaari, “Usatya. Enda kumba undoita sezvawareva. Asi tanga wandibikira chingwa chiduku pane zvaunazvo ugouya nacho kwandiri, mushure ugozvigadzirira iwe nomwanakomana wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Eria akati kwaari, “Usatya hako, enda undoita chingwa chiduku, undivigire icho, ugozviitira iwe nomwanakomana wako pashure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Eriya akamuti, “Musatye zvenyu Endai zvenyu muite zvamareva, asi tangai mandigadzirira kachingwa paupfu ihwohwo mundiigirewo kuno mozoti mozvibikirawo imi nomwana wenyu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 17