1 Madzimambo 17:11
1 Madzimambo 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Paakanga ava kuenda kundoitora, iye akadanidzira akati, “Mundivigirewo chimedu chechingwa, ndapota.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino wakati achienda kuzoitora, akamudana, akati, “Dondivigirawo chimedu chechingwa muruoko rwako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 171 Madzimambo 17:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mudzimai uyu paakanga oenda kundoitora, Eriya akadaidzira kwaari achiti, “Mundiigirewo chimedu chechingwa mumaoko.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Madzimambo 17