Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 16:8 - Compare All Versions

1 Madzimambo 16:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mugore ramakumi maviri namatanhatu raAsa mambo weJudha, Era, mwanakomana waBhaasha akava mambo weIsraeri, uye akatonga muTiza kwamakore maviri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 BDSC

1 Madzimambo 16:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Negore ramakumi maviri namatanhatu raAsa mambo waJudha, Era mwanakomana waBhaasha, wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri paTiriza, akabata makore maviri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SNA2002

1 Madzimambo 16:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mugore remakumi maviri nechitanhatu rokutonga kwaAsa mambo wokwaJudha, Era mwanakomana waBhaasha akatanga kutonga vokwaIsiraeri ari kuTiriza; akatonga kwamakore maviri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLBD

1 Madzimambo 16:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Negore ramakumi maʋiri namatanhatu raAsa mambo waJuda, Era mŋanakomana waBaasha, wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri paTirza, akaɓata makore maʋiri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SUB1949

1 Madzimambo 16:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mugore remakumi maviri nechitanhatu rokutonga kwaAsa mambo wokwaJudha, Era mwanakomana waBhaasha akatanga kutonga vokwaIsiraeri ari kuTiriza; akatonga kwamakore maviri.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 16 SCLB