1 Johani 4:7 - Compare All Versions
1 Johani 4:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 BDSC1 Johani 4:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadikanwi, ngatidane; nokuti rudo runobva kuna Mwari; mumwe nomumwe, anoda, akaberekwa naMwari, anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SNA20021 Johani 4:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vadikanwi ngatidananei nokuti rudo runobva kuna Mwari. Munhu wose ano rudo akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLBD1 Johani 4:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋaɗikanwa, ŋgatiɗane; nokuti ruɗo runobva kunaMŋari; mumŋe nomumŋe, unoɗa, wakaɓerekwa naMŋari, unoziʋa Mŋari.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SUB19491 Johani 4:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadikanwi ngatidananei nokuti rudo runobva kuna Mwari. Munhu wose ano rudo akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLB