Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:18-19 - Compare All Versions

1 Johani 4:18-19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo. Tinomuda nokuti iye akatanga kutida.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 BDSC

1 Johani 4:18-19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Hakuna kutya murudo; asi rudo, rwakakwana, runodzinga kutya, nokuti kutya kunorohwa; munhu, anotya, haana kukwaniswa parudo. Isu tinoda, nokuti iye akatanga kutida.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SNA2002

1 Johani 4:18-19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pane rudo hapana kutya uye rudo rwakaperera runodzinga kutya nokuti uyo anotya anenge achitya kurangwa. Munhu anotya kurangwa rudo rwake haruna kuperera. Isu tine rudo nokuti akatanga kutida.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLBD

1 Johani 4:18-19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Hakunokutya muruɗo; asi ruɗo, rwakakwana, runodziŋga kutya, nokuti kutya kunorobga; munhu, unotya, haana‐kukwaniswa paruɗo. Isu tinoɗa, nokuti iye wakataŋga kutiɗa.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SUB1949

1 Johani 4:18-19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pane rudo hapana kutya uye rudo rwakaperera runodzinga kutya nokuti uyo anotya anenge achitya kurangwa. Munhu anotya kurangwa rudo rwake haruna kuperera. Isu tine rudo nokuti akatanga kutida.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLB