1 Johani 3:4
1 Johani 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu wose anotadza anodarika murayiro, zvechokwadi, chivi ndiko kudarika murayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe anoita zvivi, anodarika nomurayirowo; zvivi ndiko kudarika murayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu wose anopara chitadzo, kushaya mutemo kwomunhu iyeyo. Kupara chitadzo, kushaya mutemo ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3