1 Johani 3:20-21
1 Johani 3:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti kana mwoyo yedu ichitipa mhaka, Mwari mukuru kumwoyo yedu, anoziva zvose. Vadikwanwi, kana mwoyo usingatipi mhaka, tinako kusatya pamberi paMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
pose patinopiwa mhosva nemwoyo yedu. Nokuti Mwari mukuru kupfuura mwoyo yedu, uye anoziva zvinhu zvose. Shamwari dzinodikanwa, kana mwoyo yedu isingatipi mhosva, tinako kuvimba pamberi paMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti kana mwoyo yedu ichitipa mhaka, Mwari mukuru kumwoyo yedu, anoziva zvose. Vadikwanwi, kana mwoyo usingatipi mhaka, tinako kusatya pamberi paMwari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
kana hana dzedu dzotipomera mhosva, nokuti Mwari mukuru pane hana dzedu uye anoziva zvose. Vadikanwi kana hana dzedu dzisingatipi mhosva tine chivimbo pamberi paMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3