1 Johani 3:18
1 Johani 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vaduku, ngatirege kuda neshoko kana norurimi, asi nebasa nechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vana vanodikanwa, ngatiregerei kuda namashoko kana norurimi, asi namabasa uye nechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vaduku, ngatirege kuda neshoko kana norurimi, asi nebasa nechokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanangu ngatiregei kungodana zvapamuromo kana zvokungobatana kumeso asi muzviito nomuchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3