1 Johani 3:17
1 Johani 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ngatitii munhu ane upfumi hwapanyika akaona mumwe wake asina chokubata iye womuomesera mwoyo pakadaro rudo rwaMwari runganzi ruri maari sei?
1 Johani 3:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kana munhu anefuma yenyika, akaʋona hama yake icishaiwa, akamupfigira tsitsi dzake, ruɗo rwaMŋari runogara seiko maari?
1 Johani 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana munhu ane pfuma yenyika, akaona hama yake ichishayiwa, akamupfigira tsitsi dzake, rudo rwaMwari runogara seiko maari?
1 Johani 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu ane pfuma uye akaona hama yake ichishayiwa, asi akasainzwira tsitsi, rudo rwaMwari rungagara maari seiko?
1 Johani 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana munhu ane pfuma yenyika, akaona hama yake ichishayiwa, akamupfigira tsitsi dzake, rudo rwaMwari runogara seiko maari?
1 Johani 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ngatitii munhu ane upfumi hwapanyika akaona mumwe wake asina chokubata iye womuomesera mwoyo pakadaro rudo rwaMwari runganzi ruri maari sei?