1 Johani 3:16
1 Johani 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndozvatinoziva rudo nazvo, kuti akatipa upenyu hwake; nesuo tinofanira kupa hama upenyu hwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Aya ndiwo maziviro edu kuti rudo rwakadini: Jesu Kristu akapa upenyu hwake nokuda kwedu. Uye isu tinofanira kupa upenyu hwedu nokuda kwehama dzedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndozvatinoziva rudo nazvo, kuti akatipa upenyu hwake; nesuo tinofanira kupa hama upenyu hwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvi ndizvo zvatinoziva nazvo chinonzi rudo, zvokuti akapira upenyu hwake pamusana pedu, isuwo tinofanira kuparadza upenyu hwedu nokuda kwavamwe vedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3