1 Johani 3:10
1 Johani 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiwo maziviro edu kuti vana vaMwari ndevapi uye kuti vana vadhiabhori ndevapi: Ani naani asingaiti zvakarurama haasi mwana waMwari; uyewo uyo asingadi hama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vana vaMwari vanooneswa naizvozvi, navana vaDhiabhori; mumwe nomumwe asingaiti zvakarurama, haazi waMwari, naiyewo asingadi hama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Izvozvi ndizvo zvinotiratidza pachena kuti vana vaMwari ndavapi uye kuti vana vaSatani ndavapi. Munhu wose asingaiti zvakarurama, haasi waMwari ndizvo zvimwechetezvo nomunhu asingadi hama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3