1 Johani 2:6
1 Johani 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anozviti anogara maari anofanira kufamba sokufamba kwakaita Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uyo, anoti, ndinogara maari, anofanira kufambawo sezvaakafamba iye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anoti ndinogara ndakabatana naye, anofanira kutevedzawo nzira yaakafamba nayo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2