1 Johani 2:3-4
1 Johani 2:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinoziva kuti isu tinomuziva kana tichiteerera mirayiro yake. Munhu anoti, “Ndinomuziva,” asi asingaiti zvaanorayira, iyeye murevi wenhema, uye chokwadi hachizi maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndizvo zvinotizivisa kuti tinomuziva, kana tichichengeta mirayiro yake. Uyo, anoti ndinomuziva, asingachengeti mirayiro yake, murevi wenhema, chokwadi hachisi maari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinoratidza kuti tinomuziva, kuchengeta mitemo yake. Munhu anoti ndinomuziva iye asingachengeti mitemo yake, munyepi uye chokwadi hachisi maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2