1 Johani 2:3
1 Johani 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tinoziva kuti isu tinomuziva kana tichiteerera mirayiro yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndizvo zvinotizivisa kuti tinomuziva, kana tichichengeta mirayiro yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 21 Johani 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinoratidza kuti tinomuziva, kuchengeta mitemo yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 2