1 Johani 2:21 - Compare All Versions
1 Johani 2:21 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina kukunyorerai nokuda kwokuti hamuzivi chokwadi, asi nokuda kwokuti munochiziva uye nokuti hakuna nhema dzinobva muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 2 BDSC1 Johani 2:21 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Handina kukunyorerai ndichiti hamuzivi chokwadi, asi nokuti munochiziva, uye nokuti hakuna nhema dzingabva pachokwadi.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 2 SNA20021 Johani 2:21 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Handina‐kukunyorerai ndiciti hamuziʋi ɀokwaɗi, asi nokuti munoiziʋa, ʋuye nokuti hakunenhema dziŋgabva paɀokwaɗi.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 2 SUB19491 Johani 2:21 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokunyorerai, kwete, nokuti hamuzivi chokwadi asi nokuti munochiziva uye nokuti hakuna manyepo anobva muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 2 SCLB1 Johani 2:21 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndinokunyorerai, kwete, nokuti hamuzivi chokwadi asi nokuti munochiziva uye nokuti hakuna manyepo anobva muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
1 Johani 2 SCLBD