1 VaKorinde 9:22
1 VaKorinde 9:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuna vasina simba ndakava sendisina simba, kuti ndiwane vaya vasina simba. Ndakava zvose kuvanhu vose kuitira kuti ndiponese vamwe nemitoo yose inogoneka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuna vasina simba ndakava asina simba, kuti ndiwane vasina simba; ndakava zvose kuvanhu vose, kuti ndiponese vamwe nemitoo yose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 91 VaKorinde 9:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna vasina simba ndakava munhu asina simba kuti ndiwane vasina simba. Ndakava zvinhu zvose kuna vose kuti napose pandinogona, ndinunure vamwe vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 9