1 VaKorinde 7:29 - Compare All Versions
1 VaKorinde 7:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvandinoreva hama dzangu, ndezvokuti nguva ipfupi. Kubva zvino zvichienda mberi vana vakadzi ngavararame savasina
Pakurirana nevamwe
1 VaKorinde 7 BDSC1 VaKorinde 7:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinozvitaura izvi, hama dzangu, nokuti nguva ipfupi; kuti kubva zvino vana vakadzi vave savasina
Pakurirana nevamwe
1 VaKorinde 7 SNA20021 VaKorinde 7:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvandinoreva ndezvizvi, hama dzangu, nguva yakatemwa iya yava pedyo pedyo. Kubvira iye zvino zvichienda mberi vana vadzimai ngavagare savasina.
Pakurirana nevamwe
1 VaKorinde 7 SCLBD1 VaKorinde 7:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ndinoɀitaura iɀi, hama dzaŋgu, nokuti ŋguʋa ifupi; kuti kubva ɀino ʋanaʋakadzi ʋaʋe saʋasina
Pakurirana nevamwe
1 VaKorinde 7 SUB19491 VaKorinde 7:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandinoreva ndezvizvi, hama dzangu, nguva yakatemwa iya yava pedyo pedyo. Kubvira iye zvino zvichienda mberi vana vadzimai ngavagare savasina.
Pakurirana nevamwe
1 VaKorinde 7 SCLB