1 VaKorinde 5:12-13
1 VaKorinde 5:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ibasa rangu here kuti nditonge avo vari kunze kwekereke? Hamufaniri kutonga avo vari mukereke here? Mwari ndiye achatonga avo vari kunze. “Dzingai munhu akaipa uyu abve pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 51 VaKorinde 5:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ini ndichatongereiko vari kunze? Ko imi hamutongi vari pakati penyu here? Asi avo vari kunze. Mwari anovatonga. Bvisai pakati penyu munhu uyo wakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 51 VaKorinde 5:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handinei nokutonga varikunze. Handiti vari musangano ndivo chete vamunotonga. Mwari ndiye anotonga vari kunze. Dzingai munhu uyo akaipa pakati penyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 5