1 VaKorinde 13:3
1 VaKorinde 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana ndikagovera zvose zvandinazvo kuvarombo uye kana ndikaisa muviri wangu kuti upiswe, asi kana ndisina rudo, hazvindibatsiri chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyange ndagovera varombo zvose zvandinazvo, kunyange ndikaisa muviri wangu kuti ndipiswe, ndisina rudo, handibatsiri chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange dai ndikagovera zvose zvandinazvo uye kunyange ndikapa muviri wangu kuti upiswe asi ndisina rudo hapana chandinowana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13