1 VaKorinde 13:13
1 VaKorinde 13:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye zvinhu zvitatu izvi ndizvo zvinogara, zvinoti kutenda, tariro norudo. Asi chikuru pakati peizvi ndirwo rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kutenda, netariro, norudo, zvitatu izvi, ndizvo zvinogara; asi chikuru pakati pazvo ndirwo rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 131 VaKorinde 13:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka chitendero nechitarisiro norudo zviripo zviri zvitatu, asi chikuru chazvo rudo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 13