1 VaKorinde 11:28-29
1 VaKorinde 11:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anofanira kuti azviedze asati adya chingwa nokunwa mukombe. Nokuti ani naani anodya nokunwa asingacherechedzi muviri waShe anozvidyira nokuzvinwira kutongwa kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 111 VaKorinde 11:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino munhu ngaazviedze, kuti adye chingwa ichi achidaro, nokunwa mukombe uyu. Nokuti anodya nokunwa, asinganatsi kunzwisisa muviri waIshe, anozvidyira nokuzvinwira kurohwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 111 VaKorinde 11:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka munhu ngaatange azviongorora ndokuzoti odya chingwa ichocho nokunwa mukombe iwoyo. Nokuti aninani anodya nokunwa asinganyatsoziva kuti muviri anozvidyira nokuzvinwira kutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 11