1 VaKorinde 10:31
1 VaKorinde 10:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, kunyange muchidya kana kunwa, chinhu chipi nechipi chamungaita, itai zvose kuti Mwari agokudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, kana muchidya, kana muchinwa, kana muchiita chinhu chipi nechipi, itai zvose kuti Mwari akudzwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 101 VaKorinde 10:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokudaro kunyange ukadya kana kunwa kana kuita chimwe chinhu, zviite zvose kurumbidza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 VaKorinde 10