1 Makoronike 4:9
1 Makoronike 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanunʼuna vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, “Ndakamubereka mukurwadziwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 41 Makoronike 4:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jabhezi akakudzwa kukunda vanun'una vake, mai vake vakamutumidza zita rinonzi Jabhezi, vachiti, “Nokuti ndakamubereka ndichitambudzika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 41 Makoronike 4:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jabhezi uyu aiva munhu anoremekedzwa kwazvo navakoma navanun'una vake. Amai vake vakamutumidza zita rokuti Jabhezi vachiti pakumubereka ndakaona nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 4