1 Makoronike 29:9
1 Makoronike 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vakapembera nomufaro pavakaona kuti vatungamiri vavo vakanga vapa nomwoyo unoda, nokuti vakanga vapa kuna Jehovha vakasununguka uye nomwoyo wose. Mambo Dhavhidhi akafarawo zvikuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 291 Makoronike 29:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vanhu vakafara zvavakapa nomwoyo wose, nokuti vakapa Jehovha nomwoyo wose wakarurama; mambo Dhavhidhiwo akafara nomufaro mukuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 291 Makoronike 29:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakapembera kufara nokuti ivava ava vakanga vapa nomwoyo unoda. Kanawo mambo Dhavhidhiwo akafara zvikuru kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 29