Ie jira ebe isoi jaiñeno; iadedɨ Cristo jitaillacɨnona uiñocana omoɨ jai.
Verenga chikamu Carta a los Efesios 5
Terera ku Carta a los Efesios 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Carta a los Efesios 5:17
3 Mazuva
Munguva ine uipi yakararamwa naPauro, akaona chikonzero chakanaka chekucherechedza mafambiro kuri kudzivirira zvakaipa. Zvakaipa zvose nemusiyano wazvo zvakanga zvichisimuka zvikuru kuvateveri vaKristu. Pauro anoyambira VaEfeso kuti vagone kungwarira nguva yawo chaizvo achishandisa mutsara unoreva “kutenga”. Kuverenga nekungwarira nguva kunosanganisa kukurumidza kufunga pachinhu munguva yaunenge wakamamikidzika nezvinhu zvinodzosera kumashure.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!