Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:15-16

Mateo 5:15-16 KBT

Vanhu havabatidze mwenje vachiuisa pasi potsvanda, asi pachigadziko chomwenje kuti uvhenekere vese vari mumba. Chiedza chenyu mbachivhenekere vanhu kuti vaone buya renyu, vakudze Baba venyu vari kudenga.”

Verenga chikamu Mateo 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 5:15-16