Adopindura, “Hamunai nai kuverenga kuti iye nyakuvasika kubva pakuthanga adovaita munhurume nomunhukadzi, achibva wati, ‘Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache naamai vache achibatanidziwa nomukadzi wache, vairivo vobva vava muviri mubodzi?’
Verenga chikamu Mateo 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 19:4-5
13 Mazuva
Ko tingararama sei? Uyu mubvunzo wabvunzwa nevaKristu kwemazana emakore, zvekare uri umwe yeinopindurwa naJesu mudzidziso dzaanopa kuvadzidzi vake. Muchidzidzo chino, unotevera ndima gumi nenhatu dzakakosha matinowana mashoko aJesu kubva kunyaya dzerubhabhatidzo, wanano, kushushikana, zvekare dzevarume nemadzimai. Inzwa dzidziso dzaJesu maringe nezviga zviri panhongonya yechitendero chechikristu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo