Zvino Jesu adomupindura achiti, “Udokomborehwa iwepa, Simoni mwanakomana waJona! Ndava nyama nogazi ndizvoba zvakuzururira izvozvi, asi Baba vangu vari kudenga.
Verenga chikamu Mateo 16
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 16:17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo