naizvozvo naininiwo ndinotarisiraba kuuya kwakareko. Asi ndonyairai shoko basi, muranda wangu anopora. Nokuti naininiwo ndiri munhu anomasimba, ndino mauto yari pasi pangu. Ndinoti kuno umwe, ‘Enda kwakati!’ Iye woenda, nokuno umwe, ‘Uya kuno!’ Iye wouya, nokumuranda wangu, ‘Ita chakati!’ Iye woita.” Jesu paadonzva zvakarezvi adoshamisika naye, ndokuchungunukira kugurusvusvu rovanhu vaimutevera achiti kwavari, “Ndinokunyepai kuti, handinai kuona kutenda kudodai kunyange pakati povaIzirairi!”
Verenga chikamu Ruka 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 7:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo