Semanyorehwo yazvidoitiwa mubhuku romashoko yomuporofiti Isaya, “Izvi roanokuwa musango, ‘nhadzirai mugwagwa waIshe, yororai nzira dzache! Mipata yese ichafuchihwa, makomo notutunhu zvichaderedzewa, nomagonyo yachayorohwa, nonzira dzinomaphubu dzichaenzanisiwa, Futi vanhu vese vachaona ruponiso raMwari.’”
Verenga chikamu Ruka 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 3:4-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo