Vadzidzi vache vadomubvunza kuti, “Mudzidzisi, ko mbani adotadza, murume wakareyu kana kuti vabereki vache, zvidoita kuti azvariwe ari rombe?” Jesu adovapindura kuiti, “Ndizvoba kuti murume iyeyu adotadza, kana kuti mbabereki vache, asi kuti mabasa yaMwari yaoneke maari.
Verenga chikamu Johwani 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 9:2-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo