Ndinokunyairira zvochokwadi, pawanga uri mudiki, waizvisunga wotekaira kuenda kwawaida; asi kana wakura uchatambanudza manja yako, umwewo achakusunga wokuendesa kwausingade kuenda.”
Verenga chikamu Johwani 21
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 21:18
3 Mazuva
Kristu akamuka kuvakafa anoramba achienda mberi nekutungamira, kubatsira nekutuma vateveri vake. Tichitarisa kudzoreredzwa kwaPita, tinoona kuti kunyange munhu akakundikana paupenyu, hazvireve kuti ukama naKristu hwapera. Jesu akamirira kutidzoreredza nokutishandisa paurongwa hwake. Shoko iri ritotisimbaradza kuti tigone kusangana naJesu munzira dzedu dzemazuva ese, kuti tinzwe inzwi rake, nekugashira kuregererwa kwezvivi pamwe nekumutevera.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo