Jesu paadoona amai vache, nomudzidzi waaida vadomira papfupi, adoti kuna maache, “Amai, uyu ndiye mwanakomana wenyu!” Manje adodzoti kumudzidzi, “Ava ndivo amai vako!” Futi kubvira pakarepo mudzidzi adovatora kuenda kogara navo kumba kwache.
Verenga chikamu Johwani 19
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 19:26-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo