“Handinamatire vakareva chete, asi noavo vanotendawo kwandiri kuburikidza noshoko ravo, kuti vese vave mubodzi, kunge imipa, Baba muri mandiri, nainini ndiri mamuri. Ndinonamatira kuti vavewo matiri, kuitira kuti nyika itende kuti mudondituma.
Verenga chikamu Johwani 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 17:20-21
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo